MENU

Pombi - Freeman HKD 「Shona LYRIC」

Wati Confuser pawangowaina
Waina
Wainaha
Chiterera ngoma ra5star


Pombi 「Shona LYRIC」 - Freeman HKD

Wati Confuser pawangowaina
Waina
Wainaha
Chiterera ngoma ra5star

HOOK
Mmm ukubvira mapisarema
Matambiro ako astikisa mikono
Dai ndine mari seya boss Vardy ndaiku sponsor
Hona mane bongozozo muno

CHORUS
Varume vese pano vakukuti pombi


Vamwe vasikana vese vabaya forfeit
sheka jus like u wana drop it
VaConfuse pauno waina
Tambisa chiuno fanenge Chisale
MaGallis vese vakukuda kudare
Ndikawana nguva pfupi newe ndingafare
Wandi Confusa pawangowaina

VERSE
Anokukunda ndiani haiedzwe negavi
Une maPattern plenty Jahwi
Pasina chizivano kana Chisahwi
Frm u step ina di place u ah di dancehall Quin
Pane vamwe vakuti kanenge kane Shave


Ndaisa zvitanda munzeve handivanzwe
Vasiye Dat ah no necessary
Havangatitadzise kutamba maGitare
U look lyk u com from farin/foreign
Kupera kwazvo ndiwe uchatakura win
Dzosera purse pasi mira nditenge maDrinx
Relaxer uTreatwe nemaGallis

CHORUS
Varume vese pano vakukuti pombi
Vamwe vasikana vese vabaya forfeit
sheka jus like u wana drop it
VaConfuse pauno waina
Tambisa chiuno fanenge Chisale


MaGallis vese vakukuda kudare
Ndikawana nguva pfupi newe ndingafare
Wandi Confusa pawangowaina

VERSE2
UkapoSta picture paIG.
Hona maLikes ,neMaGuys MuDm
Comment section ichibvira,Vanakirwa neSmart rawakandugira
Nyangwe Neni ndakatombotsvaga idea
Zvakatora maweeks ,nemaDays
But stil ndakangozosvika by ginya
Afta wambo traya kundifunhura
Ummmm urikubvira maPisarema
Matambiro ako astikisa mkono


Dai ndinemari ndaikuSponsor unetarenda
Boss Kenny munebongozozo muno